Mariko 2:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi mazuʋa acaȿika, acazobviswa cikomba kwaʋari; ɀino neŋguʋa iyo ʋacaɀinyima ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Asi mazuva achasvika, achazobviswa muwani kwavari; zvino nenguva iyo vachazvinyima zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi nguva ichasvika ichabviswa chikomba kwavari, uye pazuva iroro vachatsanya. Viz kapitola |