Mariko 2:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Jesu wakati aciɀinzwa, akati kwaʋari: Ʋasiŋgarwari haʋatȿaki ŋaŋga, asi ʋanorwara; handina‐kuʋuya kuzoɗana ʋakarurama, asi ʋatadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Jesu akati achizvinzwa, akati kwavari, “Vasingarwari havatsvaki murapi, asi vanorwara; handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu paakazvinzwa akati kwavari, “Vakukutu havadi chiremba, asi vanorwara. Handina kuuya kuzodaidza vakarurama, asi vatadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu paakazvinzwa akati kwavari, “Vakukutu havadi chiremba, asi vanorwara. Handina kuuya kuzodaidza vakarurama, asi vatadzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Anzwa izvozvo, Jesu akati kwavari, “Vasingarwari havatsvaki chiremba, asi vanorwara. Handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.” Viz kapitola |