Online Bible

- Reklamy -




Mariko 2:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino wakati agere pakudya mumba make, ʋateresi ʋazhinji naʋatadzi ʋakagara naJesu naʋadzidzi ʋake; nokuti ʋakaŋga ʋari ʋazhinji ʋaimuteʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino akati agere pakudya mumba make, vateresi vazhinji navatadzi vakagara naJesu navadzidzi vake; nokuti vakanga vari vazhinji vaimutevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvino paakanga agere pakudya mumba maRevhi, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake nokuti vaimutevera vakanga vakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvino paakanga agere pakudya mumba maRevhi, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake nokuti vaimutevera vakanga vakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Jesu paakanga achidya kudya kwamanheru pamba paRevhi, vateresi vazhinji na“vatadzi” vakanga vachidya naye, navadzidzi vake, nokuti kwaiva navazhinji vaimutevera.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 2:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy