Online Bible

- Reklamy -




Mariko 16:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋakaɓuɗa, ʋakatiza ʋacibʋa pabgiro, nokuti ʋakaŋga ʋaɓatwa nokuɗeɗera nokushamiswa; ʋakasaʋudza munhu cinhu, nokuti ʋakaŋga ʋacitya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vakabuda, vakatiza vachibva pabwiro, nokuti vakanga vabatwa nokudedera nokushamiswa; vakasaudza munhu chinhu, nokuti vakanga vachitya. [

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vakabuda ndokutiza paguva paya nokuti vakanga vava kudedera uye vakashamiswa kwazvo. Hapana wavakaudza chinhu, nokuti vakanga vava kutya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vakabuda ndokutiza paguva paya nokuti vakanga vava kudedera uye vakashamiswa kwazvo. Hapana wavakaudza chinhu, nokuti vakanga vava kutya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vachibvunda uye vachishamiswa, vakabuda vakatiza kubva muguva. Havana chavakataura kuno munhu, nokuti vakanga vachitya.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 16:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy