Mariko 16:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Naiʋo ʋo ʋakaenda, ʋakandoʋudza ʋamŋe; naiʋo ʋakasaʋatenda ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Naivowo vakaenda, vakandoudza vamwe; naivo vakasavatendawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Naivavawo vakadzokera vakandoudza vamwe vose asi kunyange ivava havana kuvatenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Naivavawo vakadzokera vakandoudza vamwe vose asi kunyange ivava havana kuvatenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ava vakadzoka vakandozivisa vakasara; asi naivowo havana kuvatenda. Viz kapitola |