Mariko 16:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Saɓata yakati yapfuʋura, Maria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo, naSarome, ʋakateŋga ɀinonhuwira, kuti ʋaende kuzomuzodza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Sabata yakati yapfuura, Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho, naSarome, vakatenga zvinonhuwira, kuti vaende kuzomuzodza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti Sabata rapfuura, vanaMaria Magadharena naMaria amai vaJemusi naSarome vakatenga mafuta anonhuwira kuti vandomuzora nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti Sabata rapfuura, vanaMaria Magadharena naMaria amai vaJemusi naSarome vakatenga mafuta anonhuwira kuti vandomuzora nawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Sabata rakati rapfuura, Maria Magadharena, Maria mai vaJakobho, naSarome vakatenga zvinonhuhwira kuti vagondozodza mutumbi waJesu. Viz kapitola |