Mariko 15:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Maria Magdarene, naMaria mai ʋaJose, ʋakaʋona paakaʋigwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Maria Magadharina, naMaria mai vaJose, vakaona paakavigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Zvino vana Maria Magadharena, naMaria amai vaJosesi vakanyatsoona paakaradzikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Zvino vana Maria Magadharena, naMaria amai vaJosesi vakanyatsoona paakaradzikwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Maria Magadharena naMaria mai vaJosesi vakaona paakavigwa. Viz kapitola |