Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ɀino wakati aɀinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa mutumbu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Zvino akati achinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa chitunha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Paakazvinzwa, zvichibva kumutungamiri wezana kuti Jesu afa, akabvumira Josefi kutora chitunha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Paakazvinzwa, zvichibva kumutungamiri wezana kuti Jesu afa, akabvumira Josefi kutora chitunha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Akati anzwa kubva kumukuru wezana kuti zvakanga zviri izvo, akapa mutumbi kuna Josefa.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy