Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Naʋakadzi ʋakaŋga ʋari’po, ʋakatarira ʋari kure; pakati paʋo kwakaŋga kunaMaria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo muɗuku naJose, naSarome;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Navakadzi vakanga varipo, vakatarira vari kure; pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho muduku naJose, naSarome;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Pakangawo paina madzimai akanga akatarira ari chinhambwe. Vamwe vaiva mukati mavo ndavana Maria Magadharena, naMaria amai vaJemusi muduku naJosesi, naSarome,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Pakangawo paina madzimai akanga akatarira ari chinhambwe. Vamwe vaiva mukati mavo ndavana Maria Magadharena, naMaria amai vaJemusi muduku naJosesi, naSarome,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Vamwe vakadzi vakanga vachitarira vari kure. Pakati pavo paiva naMaria Magadharena, Maria mai vaJakobho, mununʼuna waJosesi, naSarome.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:40

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy