Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Ɀino mukuru wezana wakaŋga amire’po, akatarisana naye, wakati aciʋona mutoʋo wokufa kwake, akati: Ɀirokwaɀo, munhu uyu wakaŋga ari Mŋanakomana waMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Zvino mukuru wezana akanga amirepo, akatarisana naye, akati achiona mutowo wokufa kwake, akati, “Zvirokwazvo, munhu uyu akanga ari Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Kuzoti mutungamiri wezana akanga amirepo akatarisana naye aona kufa kwaakaita akati, “Zvechokwadi munhu uyu anga ari Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Kuzoti mutungamiri wezana akanga amirepo akatarisana naye aona kufa kwaakaita akati, “Zvechokwadi munhu uyu anga ari Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Uye mukuru wezana, akanga amirepo, pamberi paJesu, akati anzwa kudanidzira kwake uye aona mafiro aakaita, akati, “Zvirokwazvo murume uyu anga ari Mwanakomana waMwari!”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy