Mariko 15:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋamŋe ʋakaŋga ʋamire’po ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Cinzwai, unoɗana Eria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Vamwe vakanga vamirepo vakati vachizvinzwa, vakati, “Chinzwai, anodana Eria.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Zvino vamwe vakanga vamirepo vachizvinzwa vakati, “Inzwai, ari kudaidza Eriya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Zvino vamwe vakanga vamirepo vachizvinzwa vakati, “Inzwai, ari kudaidza Eriya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vaya vakanga vamire pedyo vakati vanzwa izvi, vakati, “Inzwai, ari kudana Eria.” Viz kapitola |