Mariko 15:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Rugwaro rukaitika, runoti: Wakarabga naʋaɗariki ʋomurairo.] Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Rugwaro rukaitika, runoti, “Akarovererwa navadariki vomurayiro.”] Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Uye rugwaro rwakazadziswa runoti, “Akaverengwa pamwe chete navadariki.” Viz kapitola |