Mariko 15:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakaroʋera pamucinjikwa pamŋe cete naye makororo maʋiri, mumŋe kurudyi rwake, mumŋe kuruɓoshwe. [ Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Vakarovera pamuchinjikwa pamwechete naye makororo maviri, mumwe kurudyi rwake, mumwe kuruboshwe. [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakanga pakaroverwa pamwepo naye makororo maviri, akati rimwe kurudyi rimwe kuruboshwe rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pakanga pakaroverwa pamwepo naye makororo maviri, akati rimwe kurudyi rimwe kuruboshwe rwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vakamuroverera pamwe chete namakororo maviri, mumwe kurudyi uye mumwe kuruboshwe. Viz kapitola |