Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Pirato akamubvunza, akati: Ndiwe Mambo waʋaJuda here? Akapindura, akati kwaari: Ndiɀo ɀamataura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Pirato akamubvunza, akati, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Akapindura, akati kwaari, “Ndizvo zvamataura.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Iye akapindura achiti, “Inga matozvireva wani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Iye akapindura achiti, “Inga matozvireva wani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Pirato akamubvunza akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo sokutaura kwamaita.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy