Mariko 15:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋaprista ʋakuru ʋakakurudzira ʋanhu ʋazhinji, kuti ʋakumbire kuti ɀirinani aʋasunuŋgurire Barabasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vapristi vakuru vakakurudzira vanhu vazhinji, kuti vati zviri nani avasunungurire Bharabhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi vapristi vakuru vakapesvera vanhu kuti avasunungurire zvavo Bharabhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi vapristi vakuru vakapesvera vanhu kuti avasunungurire zvavo Bharabhasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi vaprista vakuru vakamutsa mwoyo yavazhinji kuti vaite kuti Pirato asunungure Bharabhasi pachinzvimbo chaJesu. Viz kapitola |