Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti wakaŋga aciziʋa kuti ʋaprista ʋakuru ʋakaŋga ʋamuisa kwaari negoɗo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti akanga achiziva kuti vapristi vakuru vakanga vamuisa kwaari negodo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Nokuti akanga azviona kuti vapristi vakuru vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Nokuti akanga azviona kuti vapristi vakuru vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 achiziva kuti zvaingova zvegodo ravaprista vakuru kuti vakaisa Jesu mumaoko ake.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy