Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Wakaita paakagona napo; wakagara azodzera muʋiri waŋgu kuʋigwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Akaita paakagona napo; akagara azora muviri wangu ndisati ndavigwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Aita zvaagona; afanozora muviri wangu mafuta kuitira kuvigwa kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Aita zvaagona; afanozora muviri wangu mafuta kuitira kuvigwa kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Aita zvaanogona. Adururira mafuta anonhuhwira pamuviri wangu nguva isati yasvika, kuti agadzirire kuvigwa kwangu.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy