Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:70 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

70 Asi iye wakaramba ɀe. Ŋguʋa ɗuku yakati yapfuʋura, ʋakaŋga ʋamire’po ʋakati ɀe kunaPetro: Ɀirokwaɀo, uri mumŋe waʋo, nokuti newe ʋo uri muGarirea.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

70 Asi iye akarambazve. Nguva duku yakati yapfuura, vakanga vamirepo vakatizve kuna Petirosi, “Zvirokwazvo, uri mumwe wavo, nokuti newewo uri muGariria.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

70 Asi iye akazvirambazve. Kwapera chinguvana chidukuduku vaya vakanga vamirepo vakatizve kuna Pita, “Zvechokwadi uri mumwe wavo iwe nokuti uri wokuGarirea.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

70 Asi iye akazvirambazve. Kwapera chinguvana chidukuduku vaya vakanga vamirepo vakatizve kuna Pita, “Zvechokwadi uri mumwe wavo iwe nokuti uri wokuGarirea.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

70 Iye akarambazve izvozvo. Mushure menguva pfupi, vaya vakanga vamirepo vakati kuna Petro, “Chokwadi, iwe uri mumwe wavo, nokuti uri muGarirea.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:70

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy