Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:68 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

68 Asi iye wakaramba, aciti: Handiziʋi kana kunzwisisa ɀaunoreʋa; akaɓuɗa panze kuruʋazhe rwapamberi, joŋgwe rikarira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

68 Asi iye akaramba, achiti, “Handizivi kana kunzwisisa zvaunoreva; akabuda panze kuruvazhe rwapamberi, jongwe rikarira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

68 Asi iye akazviramba achiti, “Handizivi, kana kunzwisisa zvauri kutaura.” Akabvapo akaenda kusuo guru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

68 Asi iye akazviramba achiti, “Handizivi, kana kunzwisisa zvauri kutaura.” Akabvapo akaenda kusuo guru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

68 Asi iye akaramba akati, “Handizivi kana kunzwisisa zvaunoreva.” Akabuda akandomira pamukova wokupinda nawo.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:68

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy