Mariko 14:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi Jesu wakati: Muregei. Munomutambudzireiko? Wakandiitira ɓasa rakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi Jesu akati, “Muregei. Muno mutambudzireiko? Akandiitira basa rakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi Jesu akati, “Siyanai naye; munomunetserei? Inga aita chinhu chakanakisa wani kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi Jesu akati, “Siyanai naye; munomunetserei? Inga aita chinhu chakanakisa wani kwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jesu akati kwavari, “Musiyei akadaro. Munomunetsereiko? Aita chinhu chakanaka kwandiri. Viz kapitola |