Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:51 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Ɀino rimŋe jaya rakamuteʋera, rakapfeka muceka ɓedzi pamuʋiri, ʋakariɓata;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Zvino rimwe jaya rakamutevera, rakapfeka mucheka bedzi pamuviri, vakaribata;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Mumwe mukomana akamutevera akafuka jira rerineni chete pamuviri wake. Vakamubata,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Mumwe mukomana akamutevera akafuka jira rerineni chete pamuviri wake. Vakamubata,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Rimwe jaya, rakanga rakapfeka nguo yakaisvonaka, rakanga richitevera Jesu. Vakati varibata,

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:51

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy