Mariko 14:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ndakaŋga ndinemi mazuʋa ose, ndicikudzidzisai mutembere, mukarega kundiɓata, asi iɀi ɀaitwa, kuti Magwaro aitike. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Ndakanga ndinemi mazuva ose, ndichikudzidzisai mutemberi, mukarega kundibata, asi izvi zvaitwa, kuti Magwaro aitike.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Zuva nezuva ndainge ndinemi muTemberi ndichidzidzisa asi hamuna kundibata? Regai Magwaro azadzikiswe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Zuva nezuva ndainge ndinemi muTemberi ndichidzidzisa asi hamuna kundibata? Regai Magwaro azadzikiswe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Mazuva ose ndaiva nemi, ndichidzidzisa mutemberi, uye hamuna kundisunga. Asi Magwaro anofanira kuzadziswa.” Viz kapitola |