Mariko 14:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ipapo ʋakaisa maʋoko kwaari, ʋakamuɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Ipapo vakaisa maoko kwaari, vakamubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vakabva vati Jesu dzvi, kumubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Vakabva vati Jesu dzvi, kumubata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Vanhu vakabata Jesu vakamusunga. Viz kapitola |