Mariko 14:42 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwaʋari waʋa pedyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwavari wava pedyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Simukai tiende, houno anondipandukira wava kusvika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Simukai tiende, houno anondipandukira wava kusvika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Simukai! Ngatiendei! Hoyo mutengesi wangu ouya!” Viz kapitola |