Mariko 14:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi ʋamŋe ʋakaŋga ʋari’po ʋakatsamŋa pamŋoyo yaʋo, ʋakati: Kuparadza ikoko kwecizoro kwakaitirweiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi vamwe vakanga varipo vakatsamwa pamwoyo yavo, vakati, “Kuparadza ikoko kwemafuta kwakaitirweiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pakava navamwe vakanyunyuta nazvo vachiti, “Mafuta aya atambisirweiko kudai? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pakava navamwe vakanyunyuta nazvo vachiti, “Mafuta aya atambisirweiko kudai? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vamwe vakanga varipo pakati pavo vakatsamwa vakati, “Seiko vachitambisa mafuta aya kudai? Viz kapitola |