Mariko 14:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haine simba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi muviri wakarukutika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi muviri wakarukutika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Rindai munyengetere kuti murege kuwira mumuedzo. Mweya unoda hawo, asi muviri hauna simba.” Viz kapitola |