Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Akati: Aba, Ƃaɓa, ɀose ɀinobvira kwamuri, bvisai mukombe uyu kwandiri, asi kuɗa kwaŋgu ŋgakurege kuitwa, asi kuɗa kwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Akati, “Baba, Baba, zvose zvinobvira kwamuri, bvisai mukombe uyu kwandiri, asi kuda kwangu ngakurege kuitwa, asi kuda kwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akati, “Abba, baba, kwamuri zvose zvinogoneka, bvisai mukombe wamatambudziko uyu pandiri, asi kusave kuda kwangu, asi kuda kwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Akati, “Abba, baba, kwamuri zvose zvinogoneka, bvisai mukombe wamatambudziko uyu pandiri, asi kusave kuda kwangu, asi kuda kwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Akati, “Abha, Baba, zvinhu zvose zvinogoneka kwamuri. Bvisai mukombe uyu kwandiri. Asi kwete kuda kwangu, asi kuda kwenyu.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy