Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Akapfuʋura mberi ɀishoma, akawira pasi, akayeŋgetera kuti, kana ɀicibvira, ŋguʋa ipfuʋure kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Akapfuura mberi zvishoma, akawira pasi akanyengetera kuti, kana zvichibvira, nguva ipfuure kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi akanamata kuti kana zvichigoneka zvaizoitika nguva iyi zvimupfuure zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi akanamata kuti kana zvichigoneka zvaizoitika nguva iyi zvimupfuure zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Akati aenda chinhambwe zvishoma, akawira pasi akanyengetera kuti kana zvichibvira nguva iyi ipfuure, ibve kwaari.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy