Mariko 14:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Akatora Petro naJakobo naJohane, akataŋga kuvunduka kwaɀo nokuɗumbirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Akatora Petirosi naJakobho naJohani, akatanga kuvhunduka kwazvo nokudumbirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Akatora Pita, naJemusi naJohani. Akatanga kubatwa nokutya kukuru nokusuruvara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Akatora Pita, naJemusi naJohani. Akatanga kubatwa nokutya kukuru nokusuruvara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Akatora Petro, Jakobho naJohani pamwe chete naye, akatanga kushungurudzika zvikuru uye akatambudzika. Viz kapitola |