Mariko 14:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti ʋakati: Ɀirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuʋa neɓope pakati paʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti vakati, “Zvirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vaiti, “Kwete pamazuva makuru, nokuti pangadaro pakaita bongozozo ravanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vaiti, “Kwete pamazuva makuru, nokuti pangadaro pakaita bongozozo ravanhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakati, “Asi kwete panguva yoMutambo, nokuti vanhu vangangoita bope.” Viz kapitola |