Mariko 14:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋakati ʋagere pakudya, Jesu akati: Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Mumŋe wenyu ucandipandukira, iye unodya neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino vakati vagere pakudya, Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achandipandukira, iye anodya neni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pavakanga vagere pakudya Jesu akati, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri mumwe wenyu ari kudya neni, achanditengesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pavakanga vagere pakudya Jesu akati, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri mumwe wenyu ari kudya neni, achanditengesa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakati vagere pakudya, akati, “Ndinokuudzai chokwadi, mumwe wenyu achandipandukira, mumwe ari kudya neni.” Viz kapitola |