Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Paaneŋge acipinda, muti kumŋene weimba: Ɀanzi nomudzidzisi: Imba yaŋgu yaʋaeni iripiko, mandiŋgadyira paseka naʋadzidzi ʋaŋgu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Paanenge achipinda, muti kumuridzi weimba, ‘Zvanzi nomudzidzisi, imba yangu yavaeni iripiko, mandingadyire Pasika navadzidzi vangu?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Maanenge apinda imomo bvunzai muridzi wemba kuti zvanzi nomudzidzisi, ‘Ko imba yavayeni mandichadyira Pasika navadzidzi vangu iripi?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Maanenge apinda imomo bvunzai muridzi wemba kuti zvanzi nomudzidzisi, ‘Ko imba yavayeni mandichadyira Pasika navadzidzi vangu iripi?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Muti kumwene weimba yaanopinda mairi, ‘Mudzidzisi anobvunza kuti: Imba yangu yavaeni, mandingadyira Pasika navadzidzi vangu ndeipiko?’

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy