Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Iʋo ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakafara, ʋakamupikira kuti ʋacamupa mari. Ipapo akatȿaka mutoʋo waaŋgamuisa kwaʋari nawo paŋguʋa yakafanira

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ivo vakati vachizvinzwa, vakafara, vakamupikira kuti vachamupa mari. Ipapo akatsvaka nzira yaangamuisa kwavari nayo panguva yakafanira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Pavakazvinzwa vakafara vakavimbisa kumupa mari. Akatsvaka nguva yakanaka yokumutengesa nayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Pavakazvinzwa vakafara vakavimbisa kumupa mari. Akatsvaka nguva yakanaka yokumutengesa nayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Vakafara kunzwa izvi uye vakavimbisa kumupa mari. Saka akamirira mukana wokumuisa kwavari.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy