Mariko 13:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 kuti arege kuʋuya kamŋe‐kamŋe, akakuwanai muʋete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 kuti arege kuuya kamwe-kamwe, akakuwanai muvete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Angadaro akayerekana asvika okuwanai makakotsira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Angadaro akayerekana asvika okuwanai makakotsira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Kana akakurumidza kuuya, musamurega achikuwanai muvete. Viz kapitola |