Mariko 13:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Naiɀoɀo rindai, nokuti hamuziʋi musi mŋene weimba waanoʋuya nawo, kana maɗeko, kana pakati poʋusiku, kana pakurira kwehuku, kana maŋgwanani; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Naizvozvo rindai, nokuti hamuzivi musi muridzi weimba anouya nawo, kana madeko, kana pakati pousiku, kana pakurira kwehuku, kana mangwanani; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Naizvozvo rindirai nokuti hamuzivi kuti saimba anouya rini, kumanheru here, pakati pousiku kana kuti nguva yomurirakamwe kana kuti mangwanani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Naizvozvo rindirai nokuti hamuzivi kuti saimba anouya rini, kumanheru here, pakati pousiku kana kuti nguva yomurirakamwe kana kuti mangwanani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 “Naizvozvo rindai nokuti hamuzivi musi unouya muridzi weimba, zvimwe madekwana, kana usiku, kana pakurira kwejongwe, kana mambakwedza. Viz kapitola |