Online Bible

- Reklamy -




Mariko 12:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 nokuti aʋo ʋose ʋakaisa ʋacitora paɀizhinji ɀaʋo; asi iye wakaisa acitora pakushaiwa kwake, ɀose ɀaakaŋga anaɀo, ɀose ɀaaifanira kurarama naɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 nokuti avo vose vakaisa vachitora pazvizhinji zvavo; asi iye wakaisa achitora pakushaiwa kwake, zvose zvaakanga anazvo, zvose zvaaifanira kurarama nazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 nokuti ivo vose vaisa zvabva mune zvakawanda zvavanazvo. Asi iyo nourombo hwayo yaisa zvose zvinoiraramisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 nokuti ivo vose vaisa zvabva mune zvakawanda zvavanazvo. Asi iyo nourombo hwayo yaisa zvose zvinoiraramisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Vose vapa kubva paupfumi hwavo; asi chirikadzi iyi yapa, ichitora pakushayiwa kwayo, yaisa zvose zvayanga ichifanira kurarama nazvo.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 12:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy