Mariko 12:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino Jesu wakati acidzidzisa mutembere, akapindura, akati: Ʋanyori ʋanoreʋa seiko kuti Kristu ndiye mŋanakomana waDavidi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Zvino Jesu akati achidzidzisa mutemberi, akapindura, akati, “Vanyori vanoreva seiko kuti Kristu ndiye mwanakomana waDhavhidhi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Jesu zvaakanga achidzidzisa muTemberi akati, “Seiko nyanzvi dzoMutemo dzichiti, ‘Kristu Mwanakomana waDhavhidhi?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Jesu zvaakanga achidzidzisa muTemberi akati, “Seiko nyanzvi dzoMutemo dzichiti, ‘Kristu Mwanakomana waDhavhidhi?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Jesu paakanga achidzidzisa ari mutemberi, akabvunza akati, “Seiko vadzidzisi vomurayiro vachiti Kristu mwanakomana waDhavhidhi? Viz kapitola |