Mariko 12:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti kana ʋacimuka kuʋakafa, haʋawani kana kuwaniswa; asi ʋakaita saʋatumŋa kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Nokuti kana vachimuka kuvakafa, havawani kana kuwanikwa; asi vakaita savatumwa kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti pakumuka kwavanhu kuvafi havacharoori kana kuroorwa asi kuti vachagara savatumwa vari kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nokuti pakumuka kwavanhu kuvafi havacharoori kana kuroorwa asi kuti vachagara savatumwa vari kudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vakafa pavanomuka, havazowani uye havazowaniswi; vachaita savatumwa vokudenga. Viz kapitola |