Online Bible

- Reklamy -




Mariko 12:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino kwakaŋga kunaʋanakomana ʋomunhu mumŋe ʋanomŋe; weɗaŋgwe akatora mukadzi, akafa asinaʋana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino kwakanga kuna vanakomana vomunhu mumwe vanomwe; wedangwe akatora mukadzi, akafa asina vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kwaiva navakomana vanomwe, mukomanomunun'una. Dangwe ravo rakaroora mukadzi. Parakafa harina kusiya mwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Kwaiva navakomana vanomwe, mukomanomunun'una. Dangwe ravo rakaroora mukadzi. Parakafa harina kusiya mwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Zvino kwakanga kuna vanakomana vomunhu mumwe chete vanomwe. Wokutanga akawana uye akafa akasasiya vana.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 12:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy