Mariko 12:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Neŋguʋa yeɀiɓereko akatuma muranda kuʋarimi, kuti apiwe naʋarimi ɀiɓereko ɀomunda wemizambiriŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Nenguva yemichero akatuma muranda kuvarimi, kuti apiwe navarimi michero yomunda wemidzambiringa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Panguva yomuchero akatuma muranda wake kuvarimi vaya kundopiwa chikamu chomuchero womunda wamagirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Panguva yomuchero akatuma muranda wake kuvarimi vaya kundopiwa chikamu chomuchero womunda wamagirepisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pakukohwa akatuma muranda kumuchengeti womunda kuti andotora kwavari mimwe michero yomunda wemizambiringa. Viz kapitola |