Mariko 12:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋaSaduse ʋakaʋuya kwaari, iʋo ʋanoti hakuna‐kumuka kwaʋakafa, ʋakamubvunza ʋaciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino vaSadhusi vakauya kwaari, ivo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakamubvunza vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kwakazouyawo vaSadhusei kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka muvafi hakuna, vakamubvunza vachiti; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kwakazouyawo vaSadhusei kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka muvafi hakuna, vakamubvunza vachiti; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo vaSadhusi, vaya vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakauya kwaari nomubvunzo. Viz kapitola |