Online Bible

- Reklamy -




Mariko 12:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ʋakaʋuya naro. Ipapo akati kwaʋari: Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndeɀani? Ʋakati kwaari: ⱿaKesari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Vakauya naro. Ipapo akati kwavari, “Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvaani?” Vakati kwaari, “ZvaKesari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ivo ndokuriunza. Iye akavabvunza achiti, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” Ivo vakati kwaari, “NdezvaSiza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ivo ndokuriunza. Iye akavabvunza achiti, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” Ivo vakati kwaari, “NdezvaSiza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Vakauya nemari yacho, iye akavabvunza akati, “Mufananidzo uyu ndowani? Uye runyoro urwu ndorwani?” Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 12:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy