Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Aʋo ʋakaŋga ʋacituŋgamira, naʋakaŋga ʋaciteʋera ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Hosana, ŋgaakudzwe iye unoʋuya muzita raShe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Avo vakanga vachitungamira, navakanga vachitevera vakadanidzira, vachiti, “Hosana, ngaakudzwe iye anouya muzita raIshe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvino vaifamba vari mberi navaimutevera vakadaidzira vachiti; “Hosana, ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Zvino vaifamba vari mberi navaimutevera vakadaidzira vachiti; “Hosana, ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Vakanga vari mberi navaya vaitevera vakadanidzira vachiti: “Hosana!” “Akaropafadzwa uyo anouya muzita raShe!”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy