Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Asi tiŋgati, Kuʋanhu, here? Ʋakaŋga ʋacitya ʋanhu ʋazhinji, nokuti ʋose ʋakaŋga ʋaciti Johane muprofita ɀirokwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Asi tingati, ‘Kuvanhu, here?’ ” Vakanga vachitya vanhu vazhinji, nokuti vose vakanga vachiti Johani muporofita zvirokwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Asi toti here, ‘Rwakabva kuvanhu? Vakanga vachitya vanhu nokuti vose vaiti Johani muporofita chaiye.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Asi toti here, ‘Rwakabva kuvanhu? Vakanga vachitya vanhu nokuti vose vaiti Johani muporofita chaiye.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Asi kana tikati kuvanhu…” (Vakanga vachitya vanhu, nokuti vanhu vose vaitenda kuti Johani akanga ari muprofita zvechokwadi.)

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy