Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ʋakataurirana, ʋaciti: Kana tikati, Kuɗeŋga, ucati: Makagoregerei kumutenda?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Vakataurirana, vachiti, “Kana tikati, ‘Kudenga,’ achati, ‘Makagoregerei kumutenda?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Ipapo vakataurirana pachavo vachiti, “Kana tikati, ‘Rwakabva kudenga;’ achati, ‘Ko makaregerei kutenda kwaari?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Ipapo vakataurirana pachavo vachiti, “Kana tikati, ‘Rwakabva kudenga;’ achati, ‘Ko makaregerei kutenda kwaari?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Vakataurirana pakati pavo vakati, “Kana tikati, ‘Kudenga,’ achati, ‘Zvino makaregereiko kumutenda?’

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy