Mariko 11:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana munhu akati kwamuri: Munoitireiko kuɗaro? muti: Ishe unoiɗa. Pakarepo ucaitumira ɀe pano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Kana munhu akati kwamuri, munoitireiko kudaro? Muti, Ishe anoida. Pakarepo achaidzora pano.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kana mukabvunzwa nomunhu kuti, ‘Seiko muchiita izvi?’ muti kwaari, ‘Ishe anomuda uye achamudzosa pano nokukurumidza.’ ” Viz kapitola |