Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 ʋakati kwaari: Munoita ɀinhu iɀoɀi nesimba ripiko? Ndianiko wakakupai simba iri, kuti muite iɀi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 vakati kwaari, “Munoita zvinhu izvozvi nesimba ripiko? Ndianiko akakupai simba iri, kuti muite izvi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 vakati kwaari, “Unoita izvi nesimba raani? Ndiani akakupa simba rokuita izvi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 vakati kwaari, “Unoita izvi nesimba raani? Ndiani akakupa simba rokuita izvi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Vakati, “Unoita zvinhu izvi nesimba ripiko? Uye ndiani akakupa simba rokuita izvi?”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy