Mariko 11:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akapindura, akati kwauri: Kusaʋa nomunhu, unozodya ɀiɓereko pauri nokusiŋgaperi. Ʋadzidzi ʋake ʋakaɀinzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Akapindura, akati kwavari, “Kusava nomunhu, anozodya michero pauri nokusingaperi.” Vadzidzi vake vakazvinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndokubva ati kwauri, “Pasazove nomunhu anodya muchero wako narini.” Vadzidzi vake vakazvinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndokubva ati kwauri, “Pasazove nomunhu anodya muchero wako narini.” Vadzidzi vake vakazvinzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo akati kumuti, “Ngakurege kuva nomunhu anodya muchero paurizve.” Vadzidzi vake vakamunzwa achidaro. Viz kapitola |