Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Nokuɗa kwaiɀoɀo murume ucasiya ɓaɓa ʋake namai ʋake, akanamatira mukadzi wake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 ‘Nokuda kwaizvozvo murume achasiya baba vake namai vake, akanamatira mukadzi wake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Nechikonzero ichochi murume anosiya baba naamai vake, achibva abatanidzwa nomukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Nechikonzero ichochi murume anosiya baba naamai vake, achibva abatanidzwa nomukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Nokuda kwaizvozvi, murume achasiya baba vake namai vake uye agonamatira kumukadzi wake,

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy