Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Ipapo Jesu akamira, akati: Muɗanei. Ʋakaɗana ɓofu, ʋaciti kwariri: Tsuŋga mŋoyo, simuka, unokuɗana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Ipapo Jesu akamira, akati, “Mudanei.” Vakadana bofu, vachiti kwariri, “Tsunga mwoyo, simuka, anokudana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Jesu akamira akati, “Mudanei.” Saka vakadana murume uya bofu vakati, “Tsunga mwoyo! Simuka! Anokudana.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:49

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy